Online Bible

- Advertisements -

Mika 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Simukai, muende, nokuti haizi nɀimbo yokuzorora pano, nemhaka yetȿina inoparadza nokuparadza kwakaipa kwaɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Simukai, muende, nokuti haizi nzvimbo yokuzorora pano, nemhaka yetsvina inoparadza nokuparadza kwakaipa kwazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Simukai, ibvai pano! Nokuti ino haisi nzvimbo yenyu yokuzororera, nokuti yakasvibiswa, yakaparadzwa zvisingagadziriki.

See the chapter Copy

Mika 2:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements