Mika 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvichavawana, avo vanorangarira kuita zvakaipa vachironga kuita zvouipi vari pamibhedha yavo! Kukangochena chete vobva vatozviita nokuti simba rokuzviita vanaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ʋanenhamo ʋanofuŋga ɀakaipa ʋaciita ɀisakarurama panhoʋo dzaʋo! Ʋanoɀiita maŋgwanani kana kwoedza, nokuti simba rokuɀiita riri mumaʋoko aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 “Vane nhamo vanofunga zvakaipa vachiita zvisakarurama panhovo dzavo! Vanozviita mangwanani kana kwoedza, nokuti simba rokuzviita riri mumaoko avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvichavawana, avo vanorangarira kuita zvakaipa vachironga kuita zvouipi vari pamibhedha yavo! Kukangochena chete vobva vatozviita nokuti simba rokuzviita vanaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvichavawana, avo vanorangarira kuita zvakaipa vachironga kuita zvouipi vari pamibhedha yavo! Kukangochena chete vobva vatozviita nokuti simba rokuzviita vanaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Vane nhamo avo vanoronga zvakaipa, avo vanoronga zvakaipa pamibhedha yavo! Pakuedza kwamangwanani vanozviita nokuti zviri musimba ravo kuzviita. See the chapter |