Mika 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko raMwari rakauya kuna Mika wokuMoresheti mumazuva okutonga kwaJotamu naAhazi naHezekiya, madzimambo okwaJudha raakaporofita richinangana nezveSamaria neJerusaremu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shoko raJehova, rakaʋuya kunaMika weMoresheti namazuʋa aJotami naAhazi naHezekia, madzimambo aJuda, raakaʋona pamsoro peSamaria neJerusarema. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 “Shoko raJehovha, rakauya kuna Mika weMoresheti namazuva aJotamu naAhazi naHezekia, madzimambo aJudha, raakaona pamusoro peSamaria neJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko raMwari rakauya kuna Mika wokuMoresheti mumazuva okutonga kwaJotamu naAhazi naHezekiya, madzimambo okwaJudha raakaporofita richinangana nezveSamaria neJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Shoko raMwari rakauya kuna Mika wokuMoresheti mumazuva okutonga kwaJotamu naAhazi naHezekiya, madzimambo okwaJudha raakaporofita richinangana nezveSamaria neJerusaremu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shoko raJehovha rakauya kuna Mika weMoresheti panguva yokutonga kwaJotamu, Ahazi naHezekia, madzimambo aJudha, chiratidzo chaakaona pamusoro peSamaria neJerusarema. See the chapter |