Mateo 9:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ko chakareruka ndechipi kuti, ‘Zvitadzo zvako zvaregererwa.’ Kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti cinyiko cakareruka, kuti: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako, kana kuti: Simuka, ufambe? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti chinyiko chakareruka, kuti, ‘Wakaregererwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ko chakareruka ndechipi kuti, ‘Zvitadzo zvako zvaregererwa.’ Kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ko chakareruka ndechipi kuti, ‘Zvitadzo zvako zvaregererwa.’ Kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndezvipi zvakareruka, kuti, ‘Zvivi zvako waregererwa,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe’? See the chapter |