Mateo 9:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ipapo akati kuna vadzidzi vake, “Zvinoda kukohwiwa zvakawanda asi vakohwi vashoma, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino akati kuʋadzidzi ʋake: Ɀirokwaɀo kuceka kukuru, asi ʋaɓati ʋashoma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Zvino akati kuvadzidzi vake, “Zvirokwazvo kukohwa kukuru, asi vakohwi vashoma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ipapo akati kuna vadzidzi vake, “Zvinoda kukohwiwa zvakawanda asi vakohwi vashoma, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Ipapo akati kuna vadzidzi vake, “Zvinoda kukohwiwa zvakawanda asi vakohwi vashoma, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Kukohwa kukuru asi vashandi vashoma. See the chapter |