Mateo 9:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Paakaona gungano ravanhu, akavanzwira tsitsi nokuti vaitambura vasina chingavabatsire sehwai dzisina mufudzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Asi wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji, akaʋanzwira tsitsi, nokuti ʋakaŋga ʋaneta, ʋarashwa, samakwai asinomufudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Asi akati achiona vanhu vazhinji, akavanzwira tsitsi, nokuti vakanga vaneta, vakaraswa, samakwai asina mufudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Paakaona gungano ravanhu, akavanzwira tsitsi nokuti vaitambura vasina chingavabatsire sehwai dzisina mufudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Paakaona gungano ravanhu, akavanzwira tsitsi nokuti vaitambura vasina chingavabatsire sehwai dzisina mufudzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Akati achiona vanhu vazhinji, akavanzwira tsitsi nokuti vaishushwa uye vakanga vasina simba, vakaita samakwai asina mufudzi. See the chapter |