Mateo 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakabva ipapo, pakauiswa munhu aiva mbeveve akagarwa nomweya wakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakati ʋaciɓuɗa, tarira, ʋakaʋuya kwaari nomunhu wakaŋga ari mbeʋeʋe waiʋa nomŋeya wakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Vakati vachibuda, tarira, vakauya kwaari nomunhu akanga ari mbeveve aiva nomweya wakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakabva ipapo, pakauiswa munhu aiva mbeveve akagarwa nomweya wakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pavakabva ipapo, pakauiswa munhu aiva mbeveve akagarwa nomweya wakaipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakati vachibuda, mumwe murume akanga ari mbeveve uye akabatwa nedhimoni akauyiswa kuna Jesu. See the chapter |