Mateo 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iye akati, “Budai nokuti musikana haana kufa, akakotsira.” Vakamuseka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 akati kwaʋari: Ibvai, nokuti musikana haana‐kufa, asi uʋete. Ʋakamuseka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 akati kwavari, “Ibvai, nokuti musikana haana kufa, asi avete.” Vakamuseka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iye akati, “Budai nokuti musikana haana kufa, akakotsira.” Vakamuseka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Iye akati, “Budai nokuti musikana haana kufa, akakotsira.” Vakamuseka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 akati, “Budai panze. Mwanasikana uyu haana kufa asi avete.” Asi vakamuseka. See the chapter |