Mateo 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 nokuti wakati mumŋoyo make: Kana ndikaɓata ŋguʋo yake ɓedzi, ndicaponeswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 nokuti akati nechomumwoyo, “Kana ndikabata nguo yake bedzi, ndichaponeswa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati nechomumwoyo, “Ndikangobata chete nguo yake, ndichaporeswa.” See the chapter |