Mateo 9:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino wakati agere pakudya mumba, tarira, ʋateresi ʋazhinji naʋatadzi ʋakaʋuya ʋakagara pakudya naJesu naʋadzidzi ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino akati agere pakudya mumba, tarira, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pakudya naJesu navadzidzi vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akati agere mumba maMateo vachidya kudya kwamanheru, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakadya naye navadzidzi vake. See the chapter |