Mateo 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 aciti: Ishe, muranda waŋgu uʋete kumba, akafa mitezo, asi unotambudzika kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 achiti, “Ishe, muranda wangu avete kumba, akafa mitezo, asi anotambudzika kwazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akasvikoti, “Ishe, muranda wangu arere kumba, akafa mitezo, uye ari kurwadziwa zvikuru.” See the chapter |