Mateo 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Wakati apinda Kapernaume, mumŋe mukuru wezana akaʋuya kwaari, akakumbira ɀikuru kwaari, See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Akati apinda Kapenaume, mumwe mukuru wezana akauya kwaari, akakumbira zvikuru kwaari, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati apinda muKapenaume, mukuru wezana akauya kwaari achikumbira rubatsiro. See the chapter |