Mateo 8:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mŋeya yakaipa ikakumbira ɀikuru kwaari, iciti: Kana mucitiɓuɗisa, mutitumire kuɓoka reŋguruʋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Mweya yakaipa ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Kana muchitibudisa, mutitumire kuboka renguruve.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Madhimoni akakumbirisa Jesu achiti, “Kana mukatidzinga, titumirei muboka renguruve.” See the chapter |