Mateo 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kuti ɀiitike ɀakarebga nomuprofita Isaya, aciti: Iye wakatora ʋutera bgeɗu, akatakura marwere eɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Kuti zviitike zvakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, “Iye akatora utera hwedu, akatakura zvirwere zvedu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Izvi zvaizadzisa zvakanga zvataurwa kubudikidza nomuprofita Isaya zvichinzi: “Akatakura utera hwedu hwose uye akatakura zvirwere zvedu zvose.” See the chapter |