Mateo 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akavabata ruoko kurwara kwavo ndokubva kwapera, vakabva vamuka vakamushandira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaɓata ruʋoko rwaʋo, fiviri ikabva kwaʋari, ʋakasimuka, ʋakamushandira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Akabata ruoko rwavo, fivha ikabva kwavari, vakasimuka, vakamushandira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akavabata ruoko kurwara kwavo ndokubva kwapera, vakabva vamuka vakamushandira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akavabata ruoko kurwara kwavo ndokubva kwapera, vakabva vamuka vakamushandira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Akabata ruoko rwavo fivha ndokubva yapera, uye vakasimuka ndokubva vatanga kumushandira. See the chapter |