Mateo 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akati kumutungamiri wezana, “Chienda zvako ngazviitike sokutenda kwako.” Muranda uya akabva apora panguva iyoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Jesu akati kumukuru wezana: Enda, uitirwe pawakatenda napo. Muranda wake akapora neŋguʋa iyo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Jesu akati kumukuru wezana, “Enda uitirwe sokutenda kwako.” Muranda wake akapora nenguva iyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akati kumutungamiri wezana, “Chienda zvako ngazviitike sokutenda kwako.” Muranda uya akabva apora panguva iyoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu akati kumutungamiri wezana, “Chienda zvako ngazviitike sokutenda kwako.” Muranda uya akabva apora panguva iyoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jesu akati kumukuru wezana, “Enda! Zvichaitika sokutenda kwawaita.” Muranda wake akabva apora panguva iyoyo. See the chapter |