Mateo 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati aɓuruka pagomo, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Akati aburuka pagomo, vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Akati aburuka kubva mugomo, vanhu vazhinji vakamutevera. See the chapter |