Mateo 7:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Jesu wakati apedza mashoko iwaya, ʋanhu ʋazhinji ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake; See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Jesu akati apedza mashoko iwaya, vanhu vazhinji vakashamiswa nokudzidzisa kwake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi vazhinji vaivapo vakashamiswa nokudzidzisa kwake, See the chapter |