Mateo 7:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mvura yakanaya, mafashamo akauya. Dutu rakavhuvhuta rikaroverera paimba iyoyo ikawa, kuwa kwayo kwakava kukuru kwazvo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikaʋuya, mitutu ikavuvuta, ikaroʋa imba iyo, ikawa, kuwa kwayo kukaʋa kukuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, madutu akavhuvhuta, zvikarova imba iyo, ikawa, kuwa kwayo kukava kukuru.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mvura yakanaya, mafashamo akauya. Dutu rakavhuvhuta rikaroverera paimba iyoyo ikawa, kuwa kwayo kwakava kukuru kwazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mvura yakanaya, mafashamo akauya. Dutu rakavhuvhuta rikaroverera paimba iyoyo ikawa, kuwa kwayo kwakava kukuru kwazvo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya ikawa nokuwa kukuru.” See the chapter |