Mateo 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Naizvozvo munhu wose anonzwa mazwi angu aya achiita zvaanoreva, achave somunhu mungwaru akavakira imba yake paruware. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo mumŋe nomumŋe unonzwa mashoko aŋgu awa, akaaita, uŋgafananidzwa nomurume wakacenjera, wakaʋaka imba yake paruware. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 “Naizvozvo mumwe nomumwe anonzwa mashoko angu awa, akaaita, angafananidzwa nomurume akachenjera, akavaka imba yake paruware. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Naizvozvo munhu wose anonzwa mazwi angu aya achiita zvaanoreva, achave somunhu mungwaru akavakira imba yake paruware. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Naizvozvo munhu wose anonzwa mazwi angu aya achiita zvaanoreva, achave somunhu mungwaru akavakira imba yake paruware. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Naizvozvo munhu anonzwa mashoko angu aya, uye akaaita, akafanana nemurume akachenjera uyo akavaka imba yake paruware. See the chapter |