Mateo 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Nezvo muti wose wakanaka unobereka muchero wakanaka; asi muti wakaipa unobereka muchero wakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Saiɀoɀo muti mumŋe nomumŋe wakanaka unoɓereka ɀiɓereko ɀakanaka, asi muti wakaipa unoɓereka ɀiɓereko ɀakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Saka izvozvo muti mumwe nomumwe wakanaka unobereka michero yakanaka, asi muti wakaipa unobereka michero yakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Nezvo muti wose wakanaka unobereka muchero wakanaka; asi muti wakaipa unobereka muchero wakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Nezvo muti wose wakanaka unobereka muchero wakanaka; asi muti wakaipa unobereka muchero wakaipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saizvozvo muti wose wakanaka unobereka michero yakanaka, muti wakaipa unobereka michero yakaipa. See the chapter |