Mateo 6:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Imi, kutangira zvose tsvakai umambo hwake; noururami hwake, zvinhu zvose izvi zvichavawo zvenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi taŋgai kutȿaka ʋushe bgaMŋari, nokururama kwake; iɀoɀi ɀose ɀicawedzerwa kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Asi tangai kutsvaka ushe hwaMwari, nokururama kwake; izvozvi zvose zvichawedzerwa kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Imi, kutangira zvose tsvakai umambo hwake; noururami hwake, zvinhu zvose izvi zvichavawo zvenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Imi, kutangira zvose tsvakai umambo hwake; noururami hwake, zvinhu zvose izvi zvichavawo zvenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Asi tangai kutsvaka umambo hwake nokururama kwake, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwawo kwamuri. See the chapter |