Mateo 6:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo musafuŋganya muciti: Ticadyei? Kana: Ticanwei? Kana: Ticafukeiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 “Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ Kana, ‘Tichanweyi?’ Kana, ‘Tichapfekeiko?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ kana kuti, ‘Tichanwei?’ kana ‘Tichapfekei?’ See the chapter |