Mateo 6:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 asi ndinoti kwamuri, kuti kunyaŋge naSoromoni pakubginya kwake kwose, haana‐kushoŋgedzwa serimŋe rawo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 asi ndinoti kwamuri, kuti kunyange naSoromoni pakubwinya kwake kwose, haana kushongedzwa serimwe rawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Asi ndinokuudzai kuti kunyange naSoromoni mukubwinya kwake kwose, haana kumboshonga serimwe ramaruva aya. See the chapter |