Mateo 6:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi kana ziso rako risina kunaka muviri wako wose uchazara nerima. Zvino kana chiedza chiri mamuri chava rima, rima racho richava rakakura sei! See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi kana ziso rako rakaipa, muʋiri wako wose ucaʋa nerima. Ɀino kana ciedza ciri mauri riri rima, rima iro iguru sei! See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 “Asi kana ziso rako rakaipa, muviri wako wose uchava rima. Zvino kana chiedza chiri mauri riri rima, rima iro iguru sei! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi kana ziso rako risina kunaka muviri wako wose uchazara nerima. Zvino kana chiedza chiri mamuri chava rima, rima racho richava rakakura sei! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi kana ziso rako risina kunaka muviri wako wose uchazara nerima. Zvino kana chiedza chiri mamuri chava rima, rima racho richava rakakura sei! See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi kana maziso ako akaipa muviri wako wose uchange uzere nerima. Zvino kana chiedza chiri mauri riri rima, richange riri rima rakakura zvakadii! See the chapter |