Mateo 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Regai kutiisa pakuidzwa, asi mutirwirei panowakaipa. [Nokuti ʋushe ndobgenyu, nesimba, nokubginya, nokusiŋgaperi. Ameni.] See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Musatirege tichiedzwa, asi mutinunurei pane zvakaipa. (Nokuti ushe ndohwenyu, nesimba nokubwinya, nokusingaperi. Ameni)’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Musatitungamirira mukuedzwa, uye mutinunure kubva kuno wakaipa.’ See the chapter |