Mateo 5:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Makanzwa kuti ɀakanzi: Uɗe wokwako, uʋeŋge muʋeŋgi wako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, venga muvengi wako.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, uvenge muvengi wako.’ See the chapter |