Mateo 5:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Unokumbira kwauri umupe, usafuratira unoɗa kukwereta kwauri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 “Anokumbira kwauri mupe, usafuratira anoda kukwereta kwauri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Kana munhu akakukumbira chinhu, mupe, uye usafuratira munhu anoda kukwereta kwauri. See the chapter |