Mateo 5:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Makanzwa ʋo kuti ɀakanzi kunaʋekare: Usapika nhema, asi uripire Ishe pawakapika napo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 “Makanzwawo kuti zvakanzi kunavakare, ‘Usapika nhema, asi uripire Ishe pawakapika napo.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Makanzwa zvakare zvichitaurwa kuvanhu vekare kare zvichinzi, ‘Usatyora mhiko dzako, asi zadzisa mhiko dzose dzaunenge waita kuna Ishe.’ See the chapter |