Mateo 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nomŋenje haʋaŋgautuŋgidzi, ʋakauisa pasi peɗeŋgu, asi pacigadziko, uvenekere ʋose ʋari mumba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Nomwenje havangautungidzi, vakauisa pasi pedengu, asi pachigadziko, uvhenekere vose vari mumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba. See the chapter |