Online Bible

- Advertisements -

Mateo 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kubva paŋguʋa iyeyo Jesu wakataŋga kuparidza, aciti: Tendeʋukai, nokuti ʋushe bgokuɗeŋga bgasweɗera pedyo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kubva panguva iyeyo Jesu akatanga kuparidza, achiti, “Tendeukai, nokuti ushe hwokudenga hwaswedera pedyo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Kubva panguva iyoyo zvichienda mberi, Jesu akatanga kuparidza achiti, “Tendeukai nokuti umambo hwokudenga hwava pedyo.”

See the chapter Copy

Mateo 4:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements