Mateo 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vanhu vakanga vagere murima vakaona chiedza chikuru navavo vakanga vagere munyika nomumumvuri worufu chiedza chakavabudira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋanhu ʋakaŋga ʋagere murima Ʋakaʋona ciedza cikuru; Naʋakaŋga ʋagere panyika yorufu nomumumvuri worufu, Ciedza cakaʋaɓuɗira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Vanhu vakanga vagere murima Vakaona chiedza chikuru; Navakanga vagere panyika yorufu nomumumvuri worufu, Chiedza chakavabudira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vanhu vakanga vagere murima vakaona chiedza chikuru navavo vakanga vagere munyika nomumumvuri worufu chiedza chakavabudira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 vanhu vakanga vagere murima vakaona chiedza chikuru navavo vakanga vagere munyika nomumumvuri worufu chiedza chakavabudira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 vanhu vaigara murima vakaona chiedza chikuru; kune avo vaigara munyika yomumvuri worufu, chiedza chavhenekera.” See the chapter |