Mateo 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino, wakabva Nazareta, akandogara Kapernaume paguŋgwa, munyika yeZaburoni neNeftarimi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Achibva kuNazareta, akaenda akandogara kuKapenaume, guta raiva pamahombekombe egungwa mudunhu reZebhuruni neNafutari, See the chapter |