Online Bible

- Advertisements -

Mateo 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Regai kuzvifurira muchiti zvatina Abhurahamu sababa vedu muchechetere, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Musafuŋga kutaura mumŋoyo menyu, muciti: Abrahama ndiɓaɓa ʋeɗu; nokuti ndinoti kwamuri, Mŋari uŋgamutsira Abrahama ʋana pamabge awa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Musafunga kutaura mumwoyo menyu, muchiti, ‘Abhurahamu ndibaba vedu;’ nokuti ndinoti kwamuri, ‘Mwari angamutsira Abhurahamu vana pamabwe awa.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Regai kuzvifurira muchiti zvatina Abhurahamu sababa vedu muchechetere, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Regai kuzvifurira muchiti zvatina Abhurahamu sababa vedu muchechetere, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uye musafunga kuti mungati, ‘Tina Abhurahama sababa vedu.’ Ndinokuudzai kuti Mwari anogona kumutsa vamwe vana vaAbhurahama kubva pamabwe aya.

See the chapter Copy

Mateo 3:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements