Online Bible

- Advertisements -

Mateo 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Paakaona vaFarisei vazhinji navaSadhusei vachiuya kuzoombekwa akati kwavari, “Imi vana venyoka, ndiani akakunyeverai kuti mutize kurangwa kuri kuuya?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi wakati aciʋona ʋazhinji ʋaʋaFarise naʋaSaduse ʋaciʋuya kuzobapatidzwa, akati kwaʋari: Ʋana ʋenyoka, ndianiko wakakunyeʋerai kuti mutize kutsamŋa kunoʋuya?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi akati achiona vazhinji vavaFarisi navaSadhusi vachiuya kuzobhabhatidzwa, akati kwavari, “Vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize kutsamwa kunouya?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Paakaona vaFarisei vazhinji navaSadhusei vachiuya kuzoombekwa akati kwavari, “Imi vana venyoka, ndiani akakunyeverai kuti mutize kurangwa kuri kuuya?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Paakaona vaFarisei vazhinji navaSadhusei vachiuya kuzoombekwa akati kwavari, “Imi vana venyoka, ndiani akakunyeverai kuti mutize kurangwa kuri kuuya?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi paakaona vaFarisi navaSadhusi vachiuya kwaaibhabhatidzira akati kwavari, “Imi vana venyoka! Ndiani akakuyambirai kuti mutize kutsamwa kuchauya?

See the chapter Copy

Mateo 3:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements