Mateo 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino tarira, inzwi rakabva kuɗeŋga, riciti: Uyu ndiye Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, wandinofarira! See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Inzwi rakabva kudenga richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wandinoda, wandinofarira.” See the chapter |