Mateo 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi Johane wakaidza kumudziʋisa, akati: Ndini ndinofanira kubapatidzwa nemi, ko moʋuya kwandiri sei? See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Asi Johani akaedza kumudzivisa, akati, “Ndini ndinofanira kubhabhatidzwa nemi, ko mouya kwandiri sei?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi Johani akaedza kumudzivisa achiti, “Ini ndini ndinotofanira kubhabhatidzwa nemi, imi mouya sei kwandiri?” See the chapter |