Mateo 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Jesu wakabva Garirea, akaȿika paJoridani kunaJohane kuzobapatidzwa naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Jesu akabva Gariria, akasvika kuna Jorodhani kuzobhabhatidzwa naJohani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jesu akabva kuGarirea akauya kuJorodhani kuti azobhabhatidzwa naJohani. See the chapter |