Mateo 28:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tarira, Jesu wakasoŋgana naʋo, akati: Kwaziwai! Ʋakaʋuya, ʋakaɓata tsoka dzake, ʋakamunamata. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tarira, Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai!” Vakauya, vakabata tsoka dzake, vakamupfugamira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pakarepo Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai.” Vakauya kwaari vakabata tsoka dzake uye vakamunamata. See the chapter |