Mateo 28:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋakakurumidza kubva pabgiro, ʋacitya nokufara ɀikuru, ʋakamhanyira kundoʋudza ʋadzidzi ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino vakakurumidza kubva pabwiro, vachitya nokufara zvikuru, vakamhanyira kundoudza vadzidzi vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saka vakadzi ava vakakurumidza kubva paguva vachitya asi vakazadzwa nomufaro, uye vakamhanya kundoudza vadzidzi vake. See the chapter |