Mateo 28:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi mutumwa akati kumadzimai, “Imi musatye henyu nokuti ndinoziva kuti murikutsvaka Jesu akaroverwa pamuchinjikwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino mutumŋa akapindura, akati kuʋakadzi: Musatya imi, nokuti ndinoziʋa kuti munotȿaka Jesu, wakaŋga akaroʋerwa pamucinjikwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino mutumwa akapindura, akati kuvakadzi, “Musatya imi, nokuti ndinoziva kuti munotsvaka Jesu, akanga akaroverwa pamuchinjikwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi mutumwa akati kumadzimai, “Imi musatye henyu nokuti ndinoziva kuti murikutsvaka Jesu akaroverwa pamuchinjikwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi mutumwa akati kumadzimai, “Imi musatye henyu nokuti ndinoziva kuti murikutsvaka Jesu akaroverwa pamuchinjikwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mutumwa akati kuvakadzi vaya, “Musatya nokuti ndinoziva kuti muri kutsvaka Jesu uyo akarovererwa pamuchinjikwa. See the chapter |