Mateo 28:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akauya akati kwavari, “Simba rose pasi nokudenga rakapiwa kwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo Jesu wakaȿika, akataura kwaʋari, akati: Ndakapiwa simba rose kuɗeŋga napanyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo Jesu akasvika, akataura kwavari, akati, “Ndakapiwa simba rose kudenga napanyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akauya akati kwavari, “Simba rose pasi nokudenga rakapiwa kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu akauya akati kwavari, “Simba rose pasi nokudenga rakapiwa kwandiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo Jesu akasvika pavari akati, “Simba rose kudenga napanyika rakapiwa kwandiri. See the chapter |