Mateo 28:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Saizvozvowo vakatora mari iya vakaita sezvavakanga vataurirwa. Rungano urwu rwakaparidzirwa muvaJudha kusvika pari nhasi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋakatora mari, ʋakaita seɀaʋakadzidziswa, shoko iri rikaparidzirwa pakati paƲaJuda, kuȿikira zuʋa ranhasi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vakatora mari, vakaita sezvavakadzidziswa, shoko iri rikaparidzirwa pakati pavaJudha, kusvikira zuva ranhasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Saizvozvowo vakatora mari iya vakaita sezvavakanga vataurirwa. Rungano urwu rwakaparidzirwa muvaJudha kusvika pari nhasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Saizvozvowo vakatora mari iya vakaita sezvavakanga vataurirwa. Rungano urwu rwakaparidzirwa muvaJudha kusvika pari nhasi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka varwi vakatora mari iya vakaita sezvavakanga varayirwa. Uye shoko iri rakaparadzirwa kwazvo pakati pavaJudha kusvikira zuva ranhasi. See the chapter |