Mateo 28:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana ɀikanzwika nomuɓati, ticamutendisa, imi murege kusundirwa mhoȿa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamutendisa, imi murege kusundirwa mhosva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kana mashoko aya akasvika munzeve dzomubati, isu tichaita kuti agutsikane uye imi musawira mudambudziko.” See the chapter |