Online Bible

- Advertisements -

Mateo 28:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋakati ʋaʋuŋgana naʋakuru, ʋakaraŋgana, ʋakapa ʋarwi mari zhinji,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakati vaungana navakuru, vakarangana, vakapa varwi mari zhinji,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vaprista vakuru vakati vasangana navakuru, uye vafunga zano, vakapa varwi mari zhinji

See the chapter Copy

Mateo 28:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements