Mateo 28:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaciri munzira, ʋamŋe ʋarindi ʋakaȿika muguta, ʋakaʋudza ʋaprista ʋakuru ɀose ɀakaitwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vachiri munzira, vamwe vagariri vakasvika muguta, vakaudza vapristi vakuru zvose zvakaitwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakadzi vaya vachiri munzira, vamwe vevarindi vakaenda muguta vakandotaurira vaprista vakuru zvose zvakanga zvaitika. See the chapter |