Mateo 28:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Musatya, endai mundoʋudza hama dzaŋgu, kuti ʋaende Garirea, ʋagondiʋona’ko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gariria, vagondionako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo Jesu akati kwavari, “Musatya. Endai mundoudza hama dzangu kuti vaende kuGarirea; ikoko ndiko kwavachanondiona.” See the chapter |