Mateo 27:64 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Naizvozvo itii guva richengetedzwe kusvika pazuva retatu. Vadzidzi vake vangadaro vakaenda vakamuba vakazotaurira vanhu kuti amuka muvakafa. Kunyengedza kokupedzisira uku kungazova kwakatoipa kupinda kokutanga.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Saka rairai kuti bgiro bguceŋgetwe kuȿikira pazuʋa retatu, kuti ʋadzidzi ʋarege kuʋuya kumuɓa, ʋagoti kuʋanhu: Wakamutswa kuʋakafa; kurashika kwokupedzisira kukazopfuʋura kwokutaŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200264 “Saka rairai kuti bwiro huchengetwe kusvikira pazuva retatu, kuti vadzidzi varege kuuya kumuba, vagoti kuvanhu, akamutswa kuvakafa; kurashika kwokupedzisira kukazopfuura kwokutanga.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Naizvozvo itii guva richengetedzwe kusvika pazuva retatu. Vadzidzi vake vangadaro vakaenda vakamuba vakazotaurira vanhu kuti amuka muvakafa. Kunyengedza kokupedzisira uku kungazova kwakatoipa kupinda kokutanga.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona64 Naizvozvo itii guva richengetedzwe kusvika pazuva retatu. Vadzidzi vake vangadaro vakaenda vakamuba vakazotaurira vanhu kuti amuka muvakafa. Kunyengedza kokupedzisira uku kungazova kwakatoipa kupinda kokutanga.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 Saka rayirai kuti guva rake richengetedzwe kwazvo kusvika pazuva retatu. Zvimwe vadzidzi vake vangauye vakaba mutumbi wake vakaudza vanhu kuti akamutswa kubva kuvakafa. Kunyengera kwokupedzisira uku kuchaipa kukunda kwokutanga.” See the chapter |