Mateo 27:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋaprista ʋakuru ʋakatora masirveri, ʋakati: Haɀina‐kufanira kuti tiaise muciʋigiro cemari, ɀauri muteŋgo weropa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Vapristi vakuru vakatora mari yesirivha, vakati, “Hazvina kufanira kuti ichengetwe munovigwa mari, zvauri mutengo weropa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vaprista vakuru vakanhonga mari iya vakati, “Hazvitenderwi nomurayiro kuti tiise mari iyi mudura remari, sezvo iri mari yeropa.” See the chapter |