Mateo 27:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo naJose, namai ʋaʋanakomana ʋaZebedi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200256 Pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharene, naMaria mai vaJakobho naJose, namai vavanakomana vaZebhedhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho naJosefa, namai vavanakomana vaZebhedhi. See the chapter |